Ruka 2:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Mumwe nomumwe akamunzwa akashamiswa nokunzwisisa kwake uye nemhinduro dzake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ʋose ʋakaŋga ʋacimunzwa, ʋakashamiswa nokuziʋa kwake ʋuye nokupindura kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Vose vakanga vachimunzwa, vakashamiswa nokuziva kwake uye nokupindura kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Vose vakamunzwa vakashamiswa nokunzwisisa kwake nemhinduro dzake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Vose vakamunzwa vakashamiswa nokunzwisisa kwake nemhinduro dzake. Viz kapitola |