Online Bible

- Reklamy -




Ruka 2:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Uye mumwe nomumwe akaenda kuguta rake kuti andonyoresa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋanhu ʋose ʋakaenda kundonyorwa, mumŋe nomumŋe kuguta rake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vanhu vose vakaenda kundonyorwa, mumwe nomumwe kuguta rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vanhu vose vakaenda kundonyorwa mumwe nomumwe kuguta rokwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vanhu vose vakaenda kundonyorwa mumwe nomumwe kuguta rokwake.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 2:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy