Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jesu akati asvika panzvimbo iyoyo, akatarisa kumusoro ndokuti kwaari, “Zakeo, buruka nokukurumidza. Ndinofanira kunogara mumba mako nhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Jesu wakati aciȿika’po, akatarira kumsoro, akati kwaari: Zakeo, kurumidza uɓuruke; nokuti nhasi ndinofanira kugara mumba mako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Jesu akati achisvikapo, akatarira kumusoro, akati kwaari, “Zakeo, kurumidza uburuke; nokuti nhasi ndinofanira kugara mumba mako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Jesu paakasvika panzvimbo iyoyo, akatarisa mudenga akamuti, “Zakeo kurumidza kuburuka nokuti ndinofanira kundogara kumba kwako nhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Jesu paakasvika panzvimbo iyoyo, akatarisa mudenga akamuti, “Zakeo kurumidza kuburuka nokuti ndinofanira kundogara kumba kwako nhasi.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy