Ruka 19:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Akati aswedera kuJerusarema uye achiona guta, akachema pamusoro paro Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino wakati asweɗera pedyo, akaʋona guta, akacema pamsoro paro, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Zvino akati aswedera pedyo, akaona guta, akachema pamusoro paro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Paakanga ava kuda kusvika, akatarisa guta akarichema, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Paakanga ava kuda kusvika, akatarisa guta akarichema, Viz kapitola |