Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nokudaro akamhanyira mberi akandokwira mumuti womuonde kuti amuone, sezvo Jesu akanga achienda naipapo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ipapo akamhanyira mberi, akakwira mumuʋonde kuti amuʋone, nokuti wakaŋga opfuʋura napo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ipapo akamhanyira mberi, akakwira mumuonde kuti amuone, nokuti akanga opfuura napo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ipapo akafanomhanyira mberi ndokukwira mumuonde kuti amuone nokuti akanga achizopfuura nepo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ipapo akafanomhanyira mberi ndokukwira mumuonde kuti amuone nokuti akanga achizopfuura nepo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy