Ruka 19:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Paakanga achifamba, vanhu vakawaridzira nguo dzavo mumigwagwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino acifamba, ʋakawarira ŋguʋo dzaʋo munzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino achifamba, vakawarira nguo dzavo munzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Paaifamba kudaro vakawaridza hanzu dzavo munzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Paaifamba kudaro vakawaridza hanzu dzavo munzira. Viz kapitola |