Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Seiko zvino usina kuisa mari yangu mubhangi, kuitira kuti pakudzoka kwangu ndizoitora yawanda?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 ɀino wakaregereiko kuisa mari yaŋgu mubaŋga, ndikazoitora pakudzoka kwaŋgu yawanda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 zvino wakaregereiko kuisa mari yangu mubangi, ndikazoitora pakudzoka kwangu yawanda.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 ko zvino wakaregererei kuisa mari yangu mubhangi. Pandainge ndauya ndaizoitora yabereka.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 ko zvino wakaregererei kuisa mari yangu mubhangi. Pandainge ndauya ndaizoitora yabereka.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy