Ruka 19:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Tenzi wake akapindura akati, ‘Iwe uchatonga pamusoro pamaguta mashanu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Akati kwaari ʋo: Newe, uɓate maguta mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Akati kwaariwo, ‘Newe, ubate maguta mashanu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Iye akati kwaari, ‘Iwewo uchatonga maguta mashanu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Iye akati kwaari, ‘Iwewo uchatonga maguta mashanu.’ Viz kapitola |