Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Saka akadana varanda vake gumi akavapa zviuru gumi zvamadhora. Akati, ‘Shandisai mari iyi kusvikira ndadzoka.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Akaɗana ʋaranda ʋake ʋanegumi, akaʋapa pondo dzinegumi, akati kwaʋari: Shambadzirai, kuȿikira ndiciʋuya ɀe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akadana varanda vake vane gumi, akavapa gumi repondo, akati kwavari, ‘Shambadzirai, kusvikira ndichiuyazve.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akashevedza varanda vake gumi akavapa gumi repondo, achiti kwavari, ‘Itai mhindu nayo kusvikira ndauya.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akashevedza varanda vake gumi akavapa gumi repondo, achiti kwavari, ‘Itai mhindu nayo kusvikira ndauya.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy