Ruka 18:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Jesu akati kwaari, “Chiona; kutenda kwako kwakuporesa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Jesu akati kwariri: Ciʋona, kutenda kwako kwakuponesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Jesu akati kwariri, “Chiona, kutenda kwako kwakuponesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Jesu akati kwaari, “Chiona zvako. Chitendero chako chakuponesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Jesu akati kwaari, “Chiona zvako. Chitendero chako chakuponesa.” Viz kapitola |