Online Bible

- Reklamy -




Ruka 18:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Jesu akamira ndokurayira kuti murume uyu auyiswe kwaari. Akati aswedera pedyo, Jesu akamubvunza akati,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ɀino Jesu wakamira, akaraira kuti ʋaʋuye naro kwaari; rikati rasweɗera, akaribvunza,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Zvino Jesu akamira, akarayira kuti vauye naro kwaari; rikati raswedera, akaribvunza,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Jesu akamira akati ngaauiswe kwaari. Paakasvika pedyo, akamubvunza achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Jesu akamira akati ngaauiswe kwaari. Paakasvika pedyo, akamubvunza achiti,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 18:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy