Ruka 18:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Petro akati kwaari, “Takasiya zvose zvataiva nazvo kuti tikuteverei!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo Petro akati: Tarirai, isu takasiya ɀose, tikakuteʋerai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo Petirosi akati, “Tarirai, isu takasiya zvose, tikakuteverai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pita akazoti, “Tarisai muone, isu takasiya misha yedu tikakuteverai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pita akazoti, “Tarisai muone, isu takasiya misha yedu tikakuteverai.” Viz kapitola |