Ruka 18:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Zvirokwazvo, zviri nyore kwazvo kuti ngamera ipinde napaburi retsono pano kuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti kamera iŋgarerukirwa kupinda paʋuri rorunji, kumufumi kupinda muʋushe bgaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Nokuti ngamera ingarerukirwa kupinda paburi retsono, kumupfumi kupinda muushe hwaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Zviri nyore kuti ngamera ipinde napaburi retsono panokuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Zviri nyore kuti ngamera ipinde napaburi retsono panokuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari.” Viz kapitola |