Online Bible

- Reklamy -




Ruka 18:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Akati anzwa izvozvo, akasuwa zvikuru, nokuti akanga ari murume akapfuma zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino wakati acinzwa iɀoɀo, akaɓatwa neshuŋgu kwaɀo; nokuti wakaŋga anefuma zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino akati achinzwa izvozvo, akabatwa neshungu kwazvo; nokuti akanga ane pfuma zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Paakanzwa izvi akasuruvara nokuti akanga akapfuma zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Paakanzwa izvi akasuruvara nokuti akanga akapfuma zvikuru.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 18:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy