Online Bible

- Reklamy -




Ruka 18:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Jesu akapindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna akanaka kunze kwaMwari oga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Jesu akati kwaari: Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna‐wakanaka, asi mumŋe cete, iye Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Jesu akati kwaari, “Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna akanaka, asi mumwechete, iye Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Jesu akati kwaari, “Sei uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka asi Mwari woga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Jesu akati kwaari, “Sei uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka asi Mwari woga.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 18:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy