Ruka 17:35 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vakadzi vaviri vachange vachikuya zviyo pamwe chete; mumwe achatorwa uye mumwe achasiyiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋakadzi ʋaʋiri ʋacakuya pamŋe cete, mumŋe ucatorwa, mumŋe ucasiyiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Vakadzi vaviri vachakuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achasiyiwa. [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vakadzi vaviri vanenge vari paguyo vachikuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achisiiwa.” [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Vakadzi vaviri vanenge vari paguyo vachikuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achisiiwa.” [ Viz kapitola |