Online Bible

- Reklamy -




Ruka 17:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ipapo akati kuvadzidzi vake, “Nguva iri kuuya yamuchashuva kuona rimwe ramazuva oMwanakomana woMunhu, asi hamuzorioni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Akati kuʋadzidzi ʋake: Mazuʋa acaȿika amucatȿaka kuʋona zuʋa rimŋe ramazuʋa oMŋanakomana womunhu, asi hamuŋgariʋoni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akati kuvadzidzi vake, “Mazuva achasvika amuchatsvaka kuona zuva rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu, asi hamungarioni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Akazoti kuna vadzidzi vake, “Mazuva ari kuuya pamuchasuwira kuona rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu asi hamumboriona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Akazoti kuna vadzidzi vake, “Mazuva ari kuuya pamuchasuwira kuona rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu asi hamumboriona.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 17:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy