Ruka 17:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kwashayikwa mumwe woga adzoka akazorumbidza Mwari kunze kwouyu mutorwa here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Hapanawakawanikwa wadzokera kuzokudza Mŋari, asi uyu mutorwa here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Hapana akawanikwa adzokera kuzokudza Mwari, asi uyu mutorwa here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hapana kuwanikwa adzoka kuzorumbidza Mwari kusiya mutorwa uyu oga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Hapana kuwanikwa adzoka kuzorumbidza Mwari kusiya mutorwa uyu oga.” Viz kapitola |