Online Bible

- Reklamy -




Ruka 16:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “Tenzi womuranda uyu akarumbidza mutariri asakarurama uyu nokuti akanga aita nokuchenjera. Nokuti vanhu venyika ino vakachenjera kwazvo pakuita kwavo kukunda vana vechiedza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ishe wake akarumbidza mutariri usakarurama, nokuti wakaŋga aita nokucenjera; nokuti ʋana ʋenyika ino ʋakacenjera parudzi rwaʋo kukunda ʋana ʋeciedza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ishe wake akarumbidza mutariri asakarurama, nokuti akanga aita nokuchenjera; nokuti vana venyika ino vakachenjera parudzi rwavo kukunda vana vechiedza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Tenzi akarumbidza mutariri asina kutendeka uya nokuti vanhu vapanyika pano vanoziva mano avanoitirana nevechizvarwa chavo kukunda vana vechiedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Tenzi akarumbidza mutariri asina kutendeka uya nokuti vanhu vapanyika pano vanoziva mano avanoitirana nevechizvarwa chavo kukunda vana vechiedza.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 16:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy