Online Bible

- Reklamy -




Ruka 16:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 “Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahama, asi kana mumwe akabva kuna vakafa akaenda kwavari, vangatendeuka.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Iye akati: Kwete, Ƃaɓa Abrahama, asi kana mumŋe akabva kuʋakafa, akaenda kwaʋari, ʋaŋgatendeʋuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahamu, asi kana mumwe akabva kuvakafa, akaenda kwavari, vangatendeuka.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Iye akati, ‘Kwete Baba, Abhurahamu. Asi kana mumwe munhu akaenda kwavari achibva kune vakafa vanopinduka.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Iye akati, ‘Kwete Baba, Abhurahamu. Asi kana mumwe munhu akaenda kwavari achibva kune vakafa vanopinduka.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 16:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy