Ruka 16:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 nokuti ndina vanunʼuna vashanu. Ngaaende anovayambira, kuitira kuti naivowo varege kuuya kunzvimbo ino yokurwadziwa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 nokuti ndinaʋanuŋuna ʋashanu; kuti andonatso‐ʋapupurira, kuti ʋarege kuʋuya ʋo panɀimbo ino yokurwadziwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 nokuti ndina vanun'una vashanu; kuti andonatsovapupurira, kuti varege kuuyawo panzvimbo ino yokurwadziwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 nokuti ndine vakoma navanun'una vashanu kuti andovayambira nokuti vangadaro vakauyawo kunzvimbo ino yokurwadziwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 nokuti ndine vakoma navanun'una vashanu kuti andovayambira nokuti vangadaro vakauyawo kunzvimbo ino yokurwadziwa.’ Viz kapitola |