Online Bible

- Reklamy -




Ruka 16:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Saka kana manga musina kutendeka paupfumi hwenyika, ndianiko achavimba nemi paupfumi hwechokwadi?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Naiɀoɀo kana musina‐kuʋa ʋakatendeka pafuma isakarurama, ndianiko ucakutendai nefuma yaɀokwaɗi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Naizvozvo kana musina kuva vakatendeka papfuma isakarurama, ndianiko achakutendai nepfuma yechokwadi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino kana usingavimbiki munezvemari isina kururama zvayo, ndiani angakuchengetese upfumi hwechokwadi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Zvino kana usingavimbiki munezvemari isina kururama zvayo, ndiani angakuchengetese upfumi hwechokwadi?

Viz kapitola kopírovat




Ruka 16:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy