Ruka 15:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Ndianiko pakati penyu kana ane makwai zana, rimwe racho kana rikarasika, asingasiyi makumi mapfumbamwe namapfumbamwe kumafuro achindotsvaka gwai rakarasika kusvikira ariwana? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndianiko kwamuri unamakwai anezana, kana akarashikirwa nerimŋe rawo, uŋgasasiya makumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe murenje, akateʋera rakarashika kuȿikira ariwana? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Ndianiko kwamuri anamakwai ane zana, kana akarasikirwa neimwe yadzo, angasasiya makumi mapfumbamwe namapfumbamwe murenje, akatevera rakarasika kusvikira ayiwana? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Ndoupi munhu pakati penyu anenge ane zana rehwai, akarasa imwechete yadzo, asingasiyi makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe kumafuro achienda kundotsvaka yakarasika iya kusvikira aiwana? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Ndoupi munhu pakati penyu anenge ane zana rehwai, akarasa imwechete yadzo, asingasiyi makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe kumafuro achienda kundotsvaka yakarasika iya kusvikira aiwana? Viz kapitola |