Ruka 15:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi pangouya mwanakomana wenyu uyu, akaparadza pfuma yenyu nezvifeve, mamubayira mhuru yakakodzwa!’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi mŋanakomana wenyu uyu, wakaparadza fuma yenyu neɀifeʋe, wakati aciȿika, mamuɓayira mhuru yakakodzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Asi mwanakomana wenyu uyu, akaparadza pfuma yenyu nezvipfeve, akati achisvika, momubayira mhuru yakakodzwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi pangouya mwana wenyu uyu akapedza zvinhu zvenyu zvinokuraramisai nepfambi, mabva mamubaira mhuru yakakodzwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi pangouya mwana wenyu uyu akapedza zvinhu zvenyu zvinokuraramisai nepfambi, mabva mamubaira mhuru yakakodzwa.’ Viz kapitola |