Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, zvino araramazve; akanga arasika, zvino awanikwa.’ Saka vakatanga kupembera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 nokuti mŋanakomana waŋgu uyu wakaŋga afa, wararama ɀe; wakaŋga arashika, wawanika ɀe Ɀino ʋakataŋga kufara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, araramazve; akanga arasika, awanikazve.’ Zvino vakatanga kufara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy