Online Bible

- Reklamy -




Ruka 14:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Akati achiona kuti vakakokwa vaisarudza sei zvigaro zvapamberi patafura, akavaudza mufananidzo uyu akati kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino wakataura mufananidzo kunaʋakakokerwa, nokuti wakaʋona ʋaciɀisanaŋgurira ɀigaro ɀapamberi, akati kwaʋari:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino akataura mufananidzo kuna vakakokerwa, nokuti akaona vachizvisanangurira zvigaro zvapamberi, akati kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Akapa muenzaniso kune vakakokwa paakanga aona vachisarudza zvigaro zvavakuru vakuru achiti kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Akapa muenzaniso kune vakakokwa paakanga aona vachisarudza zvigaro zvavakuru vakuru achiti kwavari,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 14:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy