Ruka 14:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vazhinji zhinji vakanga vachifamba naJesu, uye akatendeukira kwavari akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋazhinji‐zhinji ʋakafamba naye; akatendeʋuka, akati kwaʋari: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vazhinji-zhinji vakafamba naye; akatendeuka, akati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhu vazhinji–zhinji vaifamba pamwechete naJesu. Akatendeuka akati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vanhu vazhinji–zhinji vaifamba pamwechete naJesu. Akatendeuka akati kwavari, Viz kapitola |