Ruka 13:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Zvisinei hazvo, ndinofanira kuramba ndichishanda mangwana nezuva rinotevera, nokuti zvirokwazvo hakuna muprofita angafira kunze kweJerusarema! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Asi ndinofanira kufamba nhasi namaŋgwana, nerinoteʋera, nokuti haɀiŋgaitiki kuti muprofita aʋurawe kunze kweJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Asi ndinofanira kufamba nhasi namangwana, nerinotevera, nokuti hazvingaitiki kuti muporofita aurawe kunze kweJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Izvo zviri izvowo zvokuti ndinofanira kumbofamba parwendo rwangu nhasi namangwana nezuva ramangwana acho nokuti hazviite kuti muporofita apararire kunze kweJerusaremu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Izvo zviri izvowo zvokuti ndinofanira kumbofamba parwendo rwangu nhasi namangwana nezuva ramangwana acho nokuti hazviite kuti muporofita apararire kunze kweJerusaremu.” Viz kapitola |