Ruka 13:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vanhu vachabva kumabvazuva nokumavirira, nokumusoro nezasi, uye vachagara pazvigaro zvavo pamabiko muumambo hwaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋacabva mabvazuʋa, nokumaʋirira, nokumsoro, nezasi, ʋakagara muʋushe bgaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Vanhu vachabva kumabvazuva, nokumavirira, nokumusoro, nezasi, vakagara muushe hwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vanhu vachauya vachibva kumabvazuva nokumadokero uye vachibva kuchamhembe nokumaodzanyemba vachizogara pakudya muumambo hwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vanhu vachauya vachibva kumabvazuva nokumadokero uye vachibva kuchamhembe nokumaodzanyemba vachizogara pakudya muumambo hwaMwari. Viz kapitola |