Ruka 13:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Rwisai chaizvo kuti mupinde napasuo rakamanikana, nokuti ndinoti vazhinji vachaedza kupinda asi havangagoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Akati kwaʋari: Irwai kupinda nesuʋo rakamanikana; nokuti ʋazhinji, ndinoti kwamuri, ʋacatȿaka kupinda, asi haʋaŋgagoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Akati kwavari, “Irwai kupinda nesuo rakamanikana; nokuti vazhinji, ndinoti kwamuri, vachatsvaka kupinda, asi havangagoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Vavarirai kupinda napamusuo wakamanikana, nokuti ndinokutaurirai kuti, vazhinji vachaedza kupinda asi vachakundikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Vavarirai kupinda napamusuo wakamanikana, nokuti ndinokutaurirai kuti, vazhinji vachaedza kupinda asi vachakundikana. Viz kapitola |