Online Bible

- Reklamy -




Ruka 13:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Mumwe akamubvunza akati, “Ishe, vanhu vashoma chete ndivo vachaponeswa here?” Iye akati kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Mumŋe akati kwaari: Ishe, ʋacazoponeswa ʋashoma here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Mumwe akati kwaari, “Ishe, vachazoponeswa vashoma here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pano mumwe akati kwaari, “Tenzi, vachaponeswa vashoma here?” Iye akati kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Pano mumwe akati kwaari, “Tenzi, vachaponeswa vashoma here?” Iye akati kwavari,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 13:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy