Online Bible

- Reklamy -




Ruka 13:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo akaisa maoko ake pamusoro wake, pakarepo musana wake ukatwasanuka akarumbidza Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Akaisa maʋoko ake pamsoro pake; akatasanudzwa pakarepo, akarumbidza Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akaisa maoko ake pamusoro pake; akatasanuka pakarepo, akarumbidza Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akaisa maoko ake paari. Pakarepo akatwasanudzwa. Akabva arumbidza Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akaisa maoko ake paari. Pakarepo akatwasanudzwa. Akabva arumbidza Mwari.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 13:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy