Ruka 12:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ko, shiri shanu duku hadzitengeswi namasendi maviri here? Asi hakuna imwe yadzo inokanganwiwa naMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ko shiri ɗuku shanu hadziteŋgeswi nepeni here? Hakunaimŋe yadzo inokaŋganikwa pamberi paMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ko shiri duku shanu hadzitengeswi nepeni here? Hakuna imwe yadzo inokanganikwa pamberi paMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tushiri tudiki tushanu hatutengeswi namasendi maviri here? Asi hapana kana kamwe katwo kanokanganikwa naMwari? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tushiri tudiki tushanu hatutengeswi namasendi maviri here? Asi hapana kana kamwe katwo kanokanganikwa naMwari? Viz kapitola |