Ruka 12:59 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi59 Ndinoti kwauri, haungabudimo usati waripa sendi rokupedzisira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)59 Ndinoti kwauri, hauŋgatoŋgoɓuɗi’mo, usati waripa kamari kwokupedzisira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200259 Ndinoti kwauri, haungatongobudimo, usati waripa kamari kwokupedzisira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika59 Ndinokuudza kuti haumbofa wakabuda kusvikira wabhadhara sendi rokupedzisira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona59 Ndinokuudza kuti haumbofa wakabuda kusvikira wabhadhara sendi rokupedzisira.” Viz kapitola |