Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:58 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

58 Paunoenda nomudzivisi wako kumutongi wedzimhosva, edza zvakanyanya kuti muyanane muchiri munzira, kuti arege kukukwekweredzera kumutongi, uye mutongi agokuisa kumupurisa, mupurisa agokuisa mujeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

58 Nokuti kana uciendakunashe nomudziʋisi wako, idza kuti uregedzwe naye muciri munzira; kuti arege kukukwirira kumutoŋgi, mutoŋgi akuise kumupurisa, mupurisa akusuŋge mutoroŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

58 Nokuti kana uchienda kuna she nomudzivisi wako, edza kuti uregedzwe naye muchiri munzira; kuti arege kukukwirira kumutongi, mutongi akuise kumupurisa, mupurisa akuise mutorongo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

58 Pamunenge muchienda kudare neanenge akukwirira dare edza kuyanana naye muchiri munzira nokuti angadaro akakukwekweretsera kumutongi; mutongi achizokuisa mumaoko omupurisa, mupurisa achizokuisa mujeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

58 Pamunenge muchienda kudare neanenge akukwirira dare edza kuyanana naye muchiri munzira nokuti angadaro akakukwekweretsera kumutongi; mutongi achizokuisa mumaoko omupurisa, mupurisa achizokuisa mujeri.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:58

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy