Ruka 12:55 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Uye kana mhepo yezasi ichivhuvhuta, imi munoti, ‘Kuchapisa,’ zvoita saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Kana muciʋona mhepo icivuvuta icibva Zasi, munoti: Kucapisa kwaɀo; ɀoitika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200255 Kana muchiona mhepo ichivhuvhuta ichibva Zasi munoti, kuchapisa kwazvo; zvoitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Izvo zvichibva zvaitikawo. Kana mukaona mhepo yokumaodzanyemba ichivhuvhuta munoti kuchapisa zvakanyanya, zvichibva zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona55 Izvo zvichibva zvaitikawo. Kana mukaona mhepo yokumaodzanyemba ichivhuvhuta munoti kuchapisa zvakanyanya, zvichibva zvaitika. Viz kapitola |