Ruka 12:52 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Kubva zvino vanhu vashanu mumhuri imwe vachapesana, vatatu vachirwa navaviri uye vaviri vachirwa navatatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Nokuti kubva ɀino ʋashanu ʋeimba imŋe ʋacapesana, ʋatatu ʋacipesana naʋaʋiri, ʋaʋiri naʋatatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Nokuti kubva zvino vashanu veimba imwe vachapesana, vatatu vachipesana navaviri, vaviri navatatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Kubvira zvino mumba mumwechete muchava navashanu vakapararana. Vatatu vachipesana navaviri. Vaviri vachipesana navatatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Kubvira zvino mumba mumwechete muchava navashanu vakapararana. Vatatu vachipesana navaviri. Vaviri vachipesana navatatu. Viz kapitola |