Ruka 12:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 “Ndakauya kuzobatidza moto panyika, uye ndinoshuva sei kuti dai wakabatidzwa kare! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ndakaʋuya kuzokanda mŋoto panyika; ɀino ndinoti: Ƌai watoɓatidzwa hawo! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 “Ndakauya kuzokanda moto panyika; zvino ndinoti, dai watobatidzwa hawo! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 “Ndakauya kuzokanda moto panyika. Ndinodisisa seiko kuti dai wakatobatira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 “Ndakauya kuzokanda moto panyika. Ndinodisisa seiko kuti dai wakatobatira. Viz kapitola |