Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Musaisa mwoyo yenyu pane zvamuchadya kana kunwa; musafunganya pamusoro pazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Imi musatȿaka ɀamucadya, neɀamucanwa; musaɀidya mŋoyo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 “Imi musatsvaka zvamuchadya, nezvamuchanwa; musazvidya mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 “Regai kuti mwoyo yenyu irambe iri pakutsvaka zvokudya, kuti muchadyei kana kuti muchanwei kana kuzvitambudza mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 “Regai kuti mwoyo yenyu irambe iri pakutsvaka zvokudya, kuti muchadyei kana kuti muchanwei kana kuzvitambudza mwoyo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy