Ruka 12:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Hakuna chinhu chakavanzika chisingazobudiswi pachena, kana chakavigwa chisingazozivikanwi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozarurwi; kana chakavanzika, chisingazozikanwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi. Viz kapitola |