Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uye akavaudza mufananidzo uyu akati, “Ivhu romumwe mupfumi rakabereka zvibereko zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Akaʋataurira mufananidzo, akati: Nyika yomumŋe mufumi yakaŋga yaɓereka kwaɀo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Akavataurira mufananidzo, akati, “Munda womumwe mupfumi wakanga wabereka kwazvo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Akazobva ovataurira mumwe muenzaniso achiti, “Munda womumwe mupfumi wakapa zvakawanda kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Akazobva ovataurira mumwe muenzaniso achiti, “Munda womumwe mupfumi wakapa zvakawanda kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy