Ruka 11:52 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 “Mune nhamo imi, vadudziri vomurayiro, nokuti makabvisa kiyi yokuziva. Imi pachenyu hamuna kupinda, uye makadzivisa vaya vakanga vachipinda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Munenhamo, imi ʋadudziri ʋomurairo; nokuti makabvisa kiyi yokuziʋa; hamuna‐kupinda mumene, ʋuye makadziʋisa aʋo ʋakaŋga ʋacipinda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 “Mune nhamo, imi vadudziri vomurayiro; nokuti makabvisa kiyi yokuziva; hamuna kupinda pachenyu, uye makadzivisa avo vakanga vachipinda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Zvichakuwanai imi magweta nokuti makabvisa kii yoruzivo. Imi hamuna kupinda uye makadziviridza vaida kupinda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Zvichakuwanai imi magweta nokuti makabvisa kii yoruzivo. Imi hamuna kupinda uye makadziviridza vaida kupinda.” Viz kapitola |