Online Bible

- Reklamy -




Ruka 11:45 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Mumwe wavadudziri vomurayiro akamupindura akati, “Mudzidzisi, kana muchitaura izvi, munotuka nesuwo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ɀino mumŋe waʋaɗudziri ʋomurairo wakapindura, akati kwaari: Mudzidzisi, kana mucitaura iɀoɀo, munotituka nesu ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Zvino mumwe wavadudziri womurayiro akapindura, akati kwaari, “Mudzidzisi, kana muchitaura izvozvo, munotituka nesuo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Rimwe gweta rakati kwaari, “Mudzidzisi mukutaura izvi muri kutotitukawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Rimwe gweta rakati kwaari, “Mudzidzisi mukutaura izvi muri kutotitukawo.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 11:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy