Online Bible

- Reklamy -

Ruka 11:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Vanhu vakati vachiwanda, Jesu akati kwavari, “Rudzi urwu rwakaipa. Runokumbira chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo kunze kwechaJona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino ʋazhinji ʋakati ʋaciʋuŋganira kwaari, akataŋga kuti: Rudzi urwu, rudzi rwakaipa; runotȿaka ciratidzo, asi haruŋgapiwi ciratidzo, asi ciratidzo caJona.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino vazhinji vakati vachiunganira kwaari, akatanga kuti, “Rudzi urwu, rudzi rwakaipa; runotsvaka chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo, asi chiratidzo chaJona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Gungano ravanhu parakanga richimuti ungaunga akatangisa kuti, “Chizvarwa ichi chizvarwa chakaipa. Chinotsvaka chiratidzo asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Gungano ravanhu parakanga richimuti ungaunga akatangisa kuti, “Chizvarwa ichi chizvarwa chakaipa. Chinotsvaka chiratidzo asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 11:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy