Ruka 11:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Akapindura akati, “Asi vakaropafadzwa avo vanonzwa shoko raMwari uye vachiriteerera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi iye akati: Hoŋo, ɀikuru ʋakaropafadzwa ʋanonzwa shoko raMŋari, ʋaciriceŋgeta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi iye akati, “Hongu, zvikuru vakaropafadzwa vanonzwa shoko raMwari, vachirichengeta.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi Jesu akati, “Ehe zvazvo, asi vakanyanyokomborerwa avo vanonzwa Shoko raMwari vachirichengeta.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi Jesu akati, “Ehe zvazvo, asi vakanyanyokomborerwa avo vanonzwa Shoko raMwari vachirichengeta.” Viz kapitola |