Ruka 11:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Paunosvika, unowana imba yakatsvairwa, yanaka uye igere zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kana waȿika, unoiwana yatȿairwa, yanatswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Kana wasvika, unoiwana yatsvairwa, yanatswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana wasvika unowana yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana wasvika unowana yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. Viz kapitola |