Ruka 11:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vamwewo vakamuedza nokumukumbira chiratidzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi ʋamŋe ʋakamuidza, ʋakakumbira ciratidzo kwaari cinobva kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi vamwe vakamuedza, vakakumbira chiratidzo kwaari chinobva kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vamwewo vachida kumuedza vaitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vamwewo vachida kumuedza vaitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga. Viz kapitola |