Ruka 11:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti ani naani anokumbira achapiwa; anotsvaka achawana; anogogodza, achazarurirwa mukova. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira, unopiwa; unotȿaka, unowana; nounogogodza, unozarurirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Nokuti mumwe nomumwe anokumbira, anopiwa; anotsvaka, anowana; neanogogodza, anozarurirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti wose anokumbira anopiwa anotsvaka anowana uye anogogodza achazarurirwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti wose anokumbira anopiwa anotsvaka anowana uye anogogodza achazarurirwa.’ Viz kapitola |