Ruka 10:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Akaenda paari akamusunga maronda ake, akaadira mafuta newaini. Ipapo akamutora akamukwidza pambongoro yake, akamuendesa kuimba yavaeni, akamuchengeta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 akaenda kwaari, ndokupombera maʋaŋga ake, akaaɗira mafuta newaini; akamukwidza pacipfuwo cake, ndokumuisa kuimba yaʋaeni, ndokumuceŋgeta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 akaenda kwaari, ndokupombera mavanga ake, akaadira mafuta newaini; akamukwidza pachipfuwo chake, ndokumuisa kuimba yavaeni, ndokumuchengeta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akaenda paari akasunga maronda ake achiadira mafuta newaini. Akamukwidza pachipfuo chake akaenda naye kuhotera akamupepa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Akaenda paari akasunga maronda ake achiadira mafuta newaini. Akamukwidza pachipfuo chake akaenda naye kuhotera akamupepa. Viz kapitola |