Ruka 10:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Zvakaitika kuti mumwe muprista akafambawo nenzira iyoyo, uye akati achiona murume uyo, akamunyenyeredza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino mumŋe muprista wakaŋga aciŋgoɓuruka hake nenzira iyo; akati acimuʋona, akanyenyeredza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino mumwe mupristi akanga achingoburuka hake nenzira iyo; akati achimuona, akamunyenyeredza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvakaitika kuti mupristi aidzika nomugwagwa iwoyo. Paakamuona akamunyenyeredza nokoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Zvakaitika kuti mupristi aidzika nomugwagwa iwoyo. Paakamuona akamunyenyeredza nokoko. Viz kapitola |